Joshua 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndokutora kwakaita Joshuwa nyika yose sokutaura kwakanga kwaita Tenzi kuna Mosesi. Joshuwa akaipa kuvaIsiraeri senhaka yavo maererano namadzinza avo. Nyika ndokubva yazorora hondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Joshua akakunda saiɀoɀo nyika yose seɀose ɀakaʋudzwa Mosesi naJehova; Joshua akaipa ʋana ʋaIsraeri, kuti iʋe nhaka yaʋo, seɀaʋakaŋga ʋakamurwa namarudzi aʋo. Nyika ikazorora pakurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Joshua akakunda saizvozvo nyika yose sezvose zvakaudzwa Mosesi naJehovha; Joshua akaipa vana vaIsiraeri, kuti ive nhaka yavo, sezvavakanga vakamurwa namarudzi avo. Nyika ikazorora pakurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndokutora kwakaita Joshuwa nyika yose sokutaura kwakanga kwaita Tenzi kuna Mosesi. Joshuwa akaipa kuvaIsiraeri senhaka yavo maererano namadzinza avo. Nyika ndokubva yazorora hondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndokutora kwakaita Joshuwa nyika yose sokutaura kwakanga kwaita Tenzi kuna Mosesi. Joshuwa akaipa kuvaIsiraeri senhaka yavo maererano namadzinza avo. Nyika ndokubva yazorora hondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Naizvozvo Joshua akatora nyika yose, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha, uye akaipa kuvaIsraeri kuti ive nhaka yavo zvichienderana namarudzi avo. Ipapo nyika yakazorora pakurwa. Viz kapitola |