Online Bible

- Reklamy -

Joshua 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Chaivadariso ndechokuti Tenzi ndiye aivakonzera kuomesa musoro kuti vaende kundorwisa vaIsiraeri achiitira kuti vanhu ivavo vabve vanyatsoparadzwa uye kuti varege kunzwirwa tsitsi, asi kutoti vatsakatiswe sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti Jehova ndiye wakawomesa mŋoyo yaʋo, kuti ʋarwe naʋaIsraeri, kuti aʋaparadze cose, ʋarege kunzwirwa tsitsi; asi aʋaparadze, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti Jehovha ndiye wakaomesa mwoyo yavo, kuti varwe navaIsiraeri, kuti avaparadze chose, varege kunzwirwa tsitsi; asi avaparadze, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Chaivadariso ndechokuti Tenzi ndiye aivakonzera kuomesa musoro kuti vaende kundorwisa vaIsiraeri achiitira kuti vanhu ivavo vabve vanyatsoparadzwa uye kuti varege kunzwirwa tsitsi, asi kutoti vatsakatiswe sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Nokuti Jehovha ndiye akaomesa mwoyo yavo kuti varwe navaIsraeri, kuti vavaparadze zvachose, vavaparadze pasina kunzwira tsitsi, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 11:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy