Joshua 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kubvira kugomo reHaraka rinokwira nokuSeiri kusvikira kuBhaarigadhi kubani reRebhanoni mujinga megomo reHerimoni. Akabata madzimambo adzo ose, akavaponda kuuraya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kubva pagomo reHaraki, rinokwira Seiri, kuȿikira paBaari‐gadi pamupata weRebanoni, mujiŋga megomo reHermoni; akakunda madzimambo aro ose, akaʋaparadza nokuʋaʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 kubva pagomo reHaraki, rinokwira Seiri, kusvikira paBhaari‐gadhi pamupata weRebhanoni, mujinga megomo reHerimoni; akakunda madzimambo aro ose, akavaparadza nokuvauraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kubvira kugomo reHaraka rinokwira nokuSeiri kusvikira kuBhaarigadhi kubani reRebhanoni mujinga megomo reHerimoni. Akabata madzimambo adzo ose, akavaponda kuuraya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 kubvira kugomo reHaraka rinokwira nokuSeiri kusvikira kuBhaarigadhi kubani reRebhanoni mujinga megomo reHerimoni. Akabata madzimambo adzo ose, akavaponda kuuraya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 kubvira kuGomo reHaraki, rinokwidza rakananga kuSeiri, kuBhaari Gadhi muMupata weRebhanoni, zasi kweGomo reHemoni. Akabata madzimambo avo ose akavaparadza, akavauraya. Viz kapitola |