Online Bible

- Reklamy -

Joshua 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Tenzi sokuudza kwaakanga aita Mosesi muranda wake, Mosesi akataurirawo Joshuwa, Joshuwa ndokuitawo saizvozvo. Haana kana chaakasiyidzira pane zvose zvakaudzwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi muranda wake naJehova, ndiɀo Mosesi ɀaakaraira Joshua; Joshua akaita saiɀoɀo, haana‐kusiya cinhu cimŋe cete paɀose ɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Sezvakanga zvarairwa Mosesi muranda wake naJehovha, ndizvo Mosesi zvaakaraira Joshua; Joshua akaita saizvozvo, haana kusiya chinhu chimwe chete pazvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Tenzi sokuudza kwaakanga aita Mosesi muranda wake, Mosesi akataurirawo Joshuwa, Joshuwa ndokuitawo saizvozvo. Haana kana chaakasiyidzira pane zvose zvakaudzwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Tenzi sokuudza kwaakanga aita Mosesi muranda wake, Mosesi akataurirawo Joshuwa, Joshuwa ndokuitawo saizvozvo. Haana kana chaakasiyidzira pane zvose zvakaudzwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Sezvakanga zvarayirwa Mozisi muranda wake naJehovha, saizvozvo Mozisi akarayira Joshua, uye Joshua akazviita; hapana chaakasiya chisina kuitwa pane zvose zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 11:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy