Online Bible

- Reklamy -

Joshua 11:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 VaIsiraeri vakatora zvipfuwo nezvinhu zvose zvaiva mumaguta iwayo, zvavakanga vapamba. Asi wose ainzi munhu vakauraya namapakatwa vakavaparadza kusiya pasisina kana mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋana ʋaIsraeri ʋakatapa ɀose ɀaʋakapamba ɀamaguta iwayo, neŋombe; asi ʋakaʋuraya ʋarume ʋose neminondo inopinza, kuȿikira ʋaʋaparadza; haʋana‐kusiya kunyaŋge necinhu cimŋe cete cinofema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vana vaIsiraeri vakatapa zvose zvavakapamba zvamaguta iwayo, nemombe; asi vakauraya varume vose neminondo inopinza, kusvikira vavaparadza; havana kusiya kunyange nechinhu chimwe chete chinofema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 VaIsiraeri vakatora zvipfuwo nezvinhu zvose zvaiva mumaguta iwayo, zvavakanga vapamba. Asi wose ainzi munhu vakauraya namapakatwa vakavaparadza kusiya pasisina kana mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 VaIsiraeri vakatora zvipfuwo nezvinhu zvose zvaiva mumaguta iwayo, zvavakanga vapamba. Asi wose ainzi munhu vakauraya namapakatwa vakavaparadza kusiya pasisina kana mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 VaIsraeri vakatakura zvose zvavakapamba nezvipfuwo zvamaguta iwaya, asi vakaparadza zvachose vanhu vose, vakasasiya kana mumwe aifema.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 11:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy