Joshua 11:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi vaIsiraeri havana kupisa maguta akanga akavakirwa pakatunhumara, kusiya guta reHazori rakapiswa naJoshuwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi maguta akaŋga ari paɀikomo ɀaʋo, ʋaIsraeri haʋana‐kuapisa kunyaŋge nerimŋe cete, asi Hazori cete; Joshua wakapisa irero. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi maguta akanga ari pazvikomo zvavo, vaIsiraeri havana kuapisa kunyange nerimwe chete, asi Hazori chete; Joshua wakapisa irero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi vaIsiraeri havana kupisa maguta akanga akavakirwa pakatunhumara, kusiya guta reHazori rakapiswa naJoshuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi vaIsiraeri havana kupisa maguta akanga akavakirwa pakatunhumara, kusiya guta reHazori rakapiswa naJoshuwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi vaIsraeri havana kupisa kana rimwe ramaguta akanga akavakwa pazvikomo zvavo, kusara kweHazori chete, rakapiswa naJoshua. Viz kapitola |