Joshua 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Joshuwa akakurira maguta ose iwayo namadzimambo awo akava mumaoko ake, akaaparadza namapakatwa zvokusambosiya kana chinhu, sezvaakanga anzi aite naMosesi muranda waTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Joshua akakunda ʋo maguta ose amadzimambo iwayo, namadzimambo awo ose, akaʋaʋuraya neminondo inopinza, akaʋaparadza cose; seɀakaŋga ɀarairwa naMosesi muranda waJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Joshua akakundawo maguta ose amadzimambo iwayo, namadzimambo awo ose, akavauraya neminondo inopinza, akavaparadza chose; sezvakanga zvarairwa naMosesi muranda waJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Joshuwa akakurira maguta ose iwayo namadzimambo awo akava mumaoko ake, akaaparadza namapakatwa zvokusambosiya kana chinhu, sezvaakanga anzi aite naMosesi muranda waTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Joshuwa akakurira maguta ose iwayo namadzimambo awo akava mumaoko ake, akaaparadza namapakatwa zvokusambosiya kana chinhu, sezvaakanga anzi aite naMosesi muranda waTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Joshua akakunda maguta oumambo ose aya namadzimambo awo ndokuvauraya nomunondo. Akavaparadza zvachose, sezvakanga zvarayirwa naMozisi muranda waJehovha. Viz kapitola |