Joshua 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauraya namapakatwa vanhu vose vaiva muguta imomo zvokuuraya zviya munhu wose. Hapana kana chinofema chaakasiya. Akapisa nomoto guta irori reHazori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakaʋuraya ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo neminondo inopinza, ʋakaʋaparadza cose; hakunecinhu cimŋe cinofema cakasara; ʋakapisa Hazori nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakauraya vanhu vose vakanga varimo neminondo inopinza, vakavaparadza chose; hakuna chinhu chimwe chinofema chakasara; vakapisa Hazori nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauraya namapakatwa vanhu vose vaiva muguta imomo zvokuuraya zviya munhu wose. Hapana kana chinofema chaakasiya. Akapisa nomoto guta irori reHazori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akauraya namapakatwa vanhu vose vaiva muguta imomo zvokuuraya zviya munhu wose. Hapana kana chinofema chaakasiya. Akapisa nomoto guta irori reHazori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vakauraya nomunondo munhu wose aivamo. Vakavaparadza zvachose, vakasasiya chipi nechipi chaifema, uye akapisa Hazori pacharo nomoto. Viz kapitola |