Joshua 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jabhini mambo weguta reHazori paakanzwawo izvi, akatumira shoko kuna Jobhabhu mambo weguta reMadhoni nokuna mambo weguta reShimuroni nokuna mambo weguta reAkishafu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jabini, mambo weHazori wakati aciɀinzwa, akatuma nhume kunaJobabi, mambo weMadoni, nokunamambo weShimroni, nokunamambo weAkshafi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jabhini, mambo weHazori wakati achizvinzwa, akatuma nhume kuna Jobhabhu, mambo weMadhoni, nokuna mambo weShimuroni, nokuna mambo weAkishafi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jabhini mambo weguta reHazori paakanzwawo izvi, akatumira shoko kuna Jobhabhu mambo weguta reMadhoni nokuna mambo weguta reShimuroni nokuna mambo weguta reAkishafu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jabhini mambo weguta reHazori paakanzwawo izvi, akatumira shoko kuna Jobhabhu mambo weguta reMadhoni nokuna mambo weguta reShimuroni nokuna mambo weguta reAkishafu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Jabhini mambo weHazori akati anzwa pamusoro paizvozvi, akatumira shoko kuna Jobhabhi mambo weMadhoni, nokuna madzimambo eShimuroni neAkishafi, Viz kapitola |