Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua neŋguʋa imŋe, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wakarwira Israeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Madzimambo aya ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua panguva imwe chete, nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akarwira Israeri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy