Joshua 10:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Joshua akaʋaparadza kubva Kadeshi‐barnea kuȿikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kuȿikira Gibeoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Joshua akavaparadza kubva Kadheshi‐bharinea kusvikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kusvikira Gibheoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Joshua akavaparadza kubva kuKadheshi Bharinea kusvikira kuGaza uye nokubva kudunhu rose reGosheni kusvikira kuGibheoni. Viz kapitola |