Joshua 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Tenzi akaisawo guta iroro namambo waro mumaoko avaIsiraeri. Vakauraya vanhu vaivamo vose zvavo namapakatwa. Hapana kana munhu mumwechete wavakasiyamo. Vakaita kuna mambo waro sezvavakanga vaita kuna mambo weJeriko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Jehova akariisa ʋo namambo waro mumaʋoko aIsraeri; akariparadza neminondo inopinza, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo; haana‐kusiya’mo kunyaŋge nomumŋe; akaitira mambo waro seɀaakaitira mambo weJeriko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Jehovha akariisawo namambo waro mumaoko aIsiraeri; akariparadza neminondo inopinza, navanhu vose vakanga varimo; haana kusiyamo kunyange nomumwe; akaitira mambo waro sezvaakaitira mambo weJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Tenzi akaisawo guta iroro namambo waro mumaoko avaIsiraeri. Vakauraya vanhu vaivamo vose zvavo namapakatwa. Hapana kana munhu mumwechete wavakasiyamo. Vakaita kuna mambo waro sezvavakanga vaita kuna mambo weJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Tenzi akaisawo guta iroro namambo waro mumaoko avaIsiraeri. Vakauraya vanhu vaivamo vose zvavo namapakatwa. Hapana kana munhu mumwechete wavakasiyamo. Vakaita kuna mambo waro sezvavakanga vaita kuna mambo weJeriko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jehovha akapawo guta iroro namambo waro muruoko rwaIsraeri. Joshua akaparadza guta navose vaiva mariri nomunondo. Hapana waakasiya ari mupenyu. Akaita kuna mambo waro zvaakanga aita kuna mambo weJeriko. Viz kapitola |