Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Joshuwa akabva avaponda vakafa akavasungirira mumiti mishanu. Vakaswera vakaremberapo kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Pashure Joshua akaʋaɓaya, akaʋaʋuraya, ndokuʋasuŋgirira pamiti mishanu; ʋakaramba ʋakasuŋgirirwa pamiti kuȿikira maɗekwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Pashure Joshua akavabaya, akavauraya, ndokuvasungirira pamiti kusvikira madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Joshuwa akabva avaponda vakafa akavasungirira mumiti mishanu. Vakaswera vakaremberapo kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Joshuwa akabva avaponda vakafa akavasungirira mumiti mishanu. Vakaswera vakaremberapo kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Ipapo Joshua akavabaya akauraya madzimambo aya ndokuvasungirira pamiti mishanu, uye vakasiyiwa vakarembera pamiti kusvikira madekwana.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy