Joshua 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Joshua akati kwaʋari: Musatya, kana kuvunduswa; simbai mutsuŋge mŋoyo, nokuti Jehova ucaita saiɀoɀo naʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose, ʋamunorwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Joshua akati kwavari, “Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge mwoyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Joshua akati kwavari, “Musatya; musaora mwoyo. Simbai mutsunge mwoyo. Izvi ndizvo zvichaitwa naJehovha kuvavengi venyu vose vamucharwa navo.” Viz kapitola |