Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pavakaburitsa madzimambo aya vakauya navo kuna Joshuwa. Joshuwa akadaidza vaIsiraeri vose akati kuvakuru vakuru vose vehondo vaakanga aenda navo, “Uyai pano mutsike netsoka dzenyu mutsipa yamadzimambo iwaya.” Vakauya vakatsika mitsipa yamadzimambo aya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino ʋakati ʋaɓuɗisa madzimambo iwayo ʋakaʋuya naʋo kunaJoshua, Joshua akaɗana ʋarume ʋose ʋaIsraeri, akati kuʋakuru nehondo ʋakaŋga ʋanaye: Sweɗerai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yamadzimambo awa. Iʋo ʋakasweɗera, ʋakaisa tsoka dzaʋo pamitsipa yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose vaIsiraeri, akati kuvakuru nehondo vakanga vanaye, “Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pavakaburitsa madzimambo aya vakauya navo kuna Joshuwa. Joshuwa akadaidza vaIsiraeri vose akati kuvakuru vakuru vose vehondo vaakanga aenda navo, “Uyai pano mutsike netsoka dzenyu mutsipa yamadzimambo iwaya.” Vakauya vakatsika mitsipa yamadzimambo aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Pavakauya namadzimambo aya kuna Joshua, akadana varume vose veIsraeri akati kuvatungamiri vehondo vakanga vauya naye, “Uyai pano muise tsoka dzenyu pamitsipa yamadzimambo aya.” Naizvozvo vakaenda mberi vakaisa tsoka dzavo pamitsipa yavo.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy