Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Joshua naʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋapedza kuʋaʋuraya nokuʋuraya kukuru, kuȿikira ʋaparadzwa, naʋakaŋga ʋasara kwaʋari ʋapinda mumaguta akaʋakirwa maȿiŋgo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Joshua navana vaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Naizvozvo Joshua navaIsraeri vakavaparadza zvachose, asi vashoma vavo vakasara vakasvika kumaguta avo akavakirwa masvingo.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy