Joshua 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Joshuwa akati, “Kungurutsirai mabwe makuru pamuromo webako iroro, mugoisa vanhu vanogaririra ipapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Joshua akati: Kuŋgurusai mabge makuru pamuromo weɓako, nokuisa ʋarume ipapo kuʋarinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Joshua akati, “Kungurusai mabwe makuru pamuromo webako, nokuisa varume ipapo kuvarinda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Joshuwa akati, “Kungurutsirai mabwe makuru pamuromo webako iroro, mugoisa vanhu vanogaririra ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Joshuwa akati, “Kungurutsirai mabwe makuru pamuromo webako iroro, mugoisa vanhu vanogaririra ipapo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 akati, “Kungurutsirai matombo makuru pamuromo webako, mugoisa vamwe varume ipapo kuti varichengete. Viz kapitola |