Joshua 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Joshua akaʋudzwa, ɀicinzi: Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akaʋanda muɓako paMakeda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Joshua akaudzwa, zvichinzi, “Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Joshua paakaudzwa kuti madzimambo mashanu aya akanga awanikwa akavanda mubako paMakedha, Viz kapitola |