Joshua 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavaingunotiza vaIsiraeri kudai, voteremuka zvino nomutenure weBhetihoroni, Tenzi akanayisa mhitsa dzechivhuramahwe pavari kusvikira kuAzeka, vakafa. Vanhu vakaurayiwa nechivhuramahwe ichi vakanga vakawanda kupfuura vanhu vakaurayiwa navaIsiraeri namapakatwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋakati ʋacitiza pamberi paʋaIsraeri, ʋari pamatenusirwa anoɓurukira Beti‐horoni, Jehova akakanda pamsoro paʋo mabge makuru akaŋga acibva kuɗeŋga, kuȿikira Azeka, ʋakafa; iʋo, ʋakafa necimvuramabge, ʋakaŋga ʋari ʋazhinji kunaʋakaʋurawa neminondo naʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vakati vachitiza pamberi pavaIsiraeri, vari pamatenusirwa anoburukira Bheti‐horoni, Jehovha akakanda pamusoro pavo mabwe makuru akanga achibva kudenga, kusvikira Azeka, vakafa; ivo, vakafa nechimvuramabwe, vakanga vari vazhinji kuna vakaurawa neminondo navana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavaingunotiza vaIsiraeri kudai, voteremuka zvino nomutenure weBhetihoroni, Tenzi akanayisa mhitsa dzechivhuramahwe pavari kusvikira kuAzeka, vakafa. Vanhu vakaurayiwa nechivhuramahwe ichi vakanga vakawanda kupfuura vanhu vakaurayiwa navaIsiraeri namapakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pavaingunotiza vaIsiraeri kudai, voteremuka zvino nomutenure weBhetihoroni, Tenzi akanayisa mhitsa dzechivhuramahwe pavari kusvikira kuAzeka, vakafa. Vanhu vakaurayiwa nechivhuramahwe ichi vakanga vakawanda kupfuura vanhu vakaurayiwa navaIsiraeri namapakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pavaitiza pamberi pavaIsraeri nenzira yaidzika kubva kuBheti Horoni ichienda kuAzeka, Jehovha akakanda pamusoro pavo matombo makuru akanga achibva kudenga, vazhinji vavo vakafa nechimvuramabwe kupfuura avo vakaurayiwa neminondo yavaIsraeri. Viz kapitola |