Online Bible

- Reklamy -

Joshua 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Tenzi akavapinza mweya wokutya vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavaita murakatira kuuraya paGibheoni ipapo vakavadzingirira kusvikira kumukwidza weBhetihoroni vachingovakatakazha kudzamara vasvika kuAzeka nokuMakedha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Jehova akaʋavundusa pamberi paIsraeri, akaʋaʋuraya nokuʋuraya kukuru paGibeoni, akaʋadziŋgirira nenzira yaikwira Beti‐horoni, akaʋaparadza kuȿikira Azeka, nokuȿikira Makeda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Jehovha akavavhundusa pamberi paIsiraeri, akavauraya nokuuraya kukuru paGibheoni, akavadzingirira nenzira yaikwira Bheti‐horoni, akavaparadza kusvikira Azeka, nokusvikira Makedha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Tenzi akavapinza mweya wokutya vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavaita murakatira kuuraya paGibheoni ipapo vakavadzingirira kusvikira kumukwidza weBhetihoroni vachingovakatakazha kudzamara vasvika kuAzeka nokuMakedha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Tenzi akavapinza mweya wokutya vaIsiraeri. VaIsiraeri vakavaita murakatira kuuraya paGibheoni ipapo vakavadzingirira kusvikira kumukwidza weBhetihoroni vachingovakatakazha kudzamara vasvika kuAzeka nokuMakedha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino Jehovha akaita kuti vavhunduke pamberi pavaIsraeri, avo vakavauraya nokuuraya kukuru paGibheoni, vakavadzingirira nenzira inoenda kuBheti Horoni, vakavaparadza kusvikira kuAzeka nokuMakedha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 10:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy