Online Bible

- Reklamy -

Joshua 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Aninani unomukira murairo wenyu, asiŋgaɗi kuterera mashoko enyu paɀose ɀamunoraira, iye ucaʋurawa; asi simbai, mutsuŋge mŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ani naani unomukira murayiro wenyu, asingadi kuteerera mashoko enyu pazvose zvamunoraira, iye uchaurayiwa; asi simbai mutsunge mwoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ani naani zvake anopanduka achiramba zvamunenge mareva, kana asingateereri zvamunomuudza, chingave chii zvacho chamunenge mamutemera kuita, ngaaurayiwe. Chenyu imi rambai makashinga, makatsunga mwoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ani naani achamukira shoko renyu uye asingateereri mashoko enyu, kana chipi nechipi chamungavarayira, achaurayiwa. Asi simbai mutsunge mwoyo!”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 1:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy