Johane 9:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Jesu akati kwaari: Wamuʋona, ʋuye, ndiye unotaura newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Jesu akati kwaari, “Wamuona, uye, ndiye unotaura newe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.” Viz kapitola |