Online Bible

- Reklamy -

Johane 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Vakati kwaari, “Iweka iwe, chiberekerwo chako uri mutadzi chaiyeiye. Ndiwe ungade kutidzidzisa iyewe.” Vakabva vamudzinga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Iwe wakaɓerekerwa kwaɀo muɀiʋi, ɀino iwe wotidzidzisa su? Ʋakamudziŋgira kunze.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Vakapindura, vakati kwaari, “Iwe wakaberekerwa muzvivi chose, zvino iwe wotidzidzisa isu?” Vakamudzingira kunze.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Vakati kwaari, “Iweka iwe, chiberekerwo chako uri mutadzi chaiyeiye. Ndiwe ungade kutidzidzisa iyewe.” Vakabva vamudzinga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Vakati kwaari, “Iweka iwe, chiberekerwo chako uri mutadzi chaiyeiye. Ndiwe ungade kutidzidzisa iyewe.” Vakabva vamudzinga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Ipapo vakapindura vakati, “Iwe wakaberekerwa muchivi; unoda seiko kutidzidzisa!” Ipapo vakamubudisa kunze.

Viz kapitola kopírovat

Johane 9:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy