Johane 9:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ƌai uyu asati ari waMŋari, haazaigona kuita cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Dai murume uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.” Viz kapitola |