Johane 6:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanondipa ɀicaʋuya kwandiri; nounoʋuya kwandiri, handiŋgatoŋgomurashiri kunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Zvose baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye ani naani anouya kwandiri handingatongomurasiri kure. Viz kapitola |