Johane 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino ʋakafara kumugamucira mugwa, igwa rikaȿika pakarepo kunyika kwaʋakaŋga ʋacienda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino vakafara kumugamuchira muigwa, igwa rikasvika pakarepo kunyika kwavakanga vachienda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo vakabva vafara kumugachira mugwa. Pakarepo igwa rakabva rasvika kumahombekombe ekwavaienda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo vakafara kumugamuchira mugwa; pakarepo igwa rakasvika kumahombekombe kwavakanga vakananga. Viz kapitola |