Johane 4:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Mutariri washe akati kwaari: Ishe, ɓurukai henyu, mŋana waŋgu asati afa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Gurukota raishe rakati kwaari, “Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Mutariri wamambo akati, “Ishe, burukai muuye mwana wangu asati afa.” Viz kapitola |