Johane 4:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akaendazve kuKana yokuGarirea kwaakanga asandura mvura ikava waini. KuKapenaumu kwaiva negurukota rairwarirwa nomwana mukomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino Jesu wakaȿika ɀe paKana yeGarirea, paakaŋga ashandura mvura ikaita waini. Ipapo pakaŋga panomumŋe mutariri washe, mŋanakomana wake wakaŋga acirwara paKapernaume. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Zvino Jesu akasvikazve paKana yeGariria, paakanga ashandura mvura ikaita waini. Ipapo pakanga panorimwe gurukota raishe, mwanakomana wake akanga achirwara paKapenaume. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akaendazve kuKana yokuGarirea kwaakanga asandura mvura ikava waini. KuKapenaumu kwaiva negurukota rairwarirwa nomwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akaendazve kuKana yokuGarirea kwaakanga asandura mvura ikava waini. KuKapenaumu kwaiva negurukota rairwarirwa nomwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akashanyirazve Kana yomuGarirea, uko kwaakanga ashandura mvura ikava waini. Uye ikoko kwakanga kuno mumwe mutariri wamambo akanga ane mwanakomana wake akanga avete achirwara paKapenaume. Viz kapitola |