Johane 4:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋuyai muʋone munhu, wakandiʋudza ɀose ɀandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Uyai muone munhu, akandiudza zvose zvandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Uyai, muone murume anditaurira zvinhu zvose zvandakaita. Kuti uyu angava iye Kristu here?” Viz kapitola |