Johane 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti watoʋa naʋarume ʋashanu; uyo, waunaye ɀino, haazi murume wako; apo wareʋa ɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Chokwadi ndeichi, wakava navarume vashanu, uye murume waunaye zvino haazi murume wako. Zvawabva mukutaura ndicho chokwadi.” Viz kapitola |