Johane 3:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake. Viz kapitola |