Johane 3:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Johani akapindura achiti, “Hakuna munhu angawane chinhu kusiya chaanenge atopiwa chichitobva kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Johane akapindura, akati: Munhu haaŋgagamuciri cinhu, kana asina‐kucipiwa cicibva kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Johani akapindura, akati, “Munhu haangagamuchiri chinhu, kana asina kuchipiwa chichibva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Johani akapindura achiti, “Hakuna munhu angawane chinhu kusiya chaanenge atopiwa chichitobva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Johani akapindura achiti, “Hakuna munhu angawane chinhu kusiya chaanenge atopiwa chichitobva kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Johani akapindura achiti, “Munhu anongogamuchira chete zvaanenge apiwa zvichibva kudenga. Viz kapitola |