Online Bible

- Reklamy -

Johane 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pakabva pava norunyerekupe munevehama rwokuti mudzidzi iyeyu akanga asingazofa, asi Jesu akanga asina kuti haasi kuzofa asi akanga angoti, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka, zvinei newe?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino shoko iro rakapararira pakati pehama, kuti mudzidzi uyu haaŋgazofi. Asi Jesu haana‐kureʋa kwaari, kuti haaŋgazofi, asi kuti: Kana ndikaɗa kuti agare kuȿikira ndiciʋuya, uneiko naɀo iwe?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino shoko iro rakapararira pakati pehama, kuti mudzidzi uyu haangazofi. Asi Jesu haana kureva kwaari, kuti haangazofi, asi kuti, “Kana ndikada kuti agare kusvikira ndichiuya, uneiko nazvo iwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pakabva pava norunyerekupe munevehama rwokuti mudzidzi iyeyu akanga asingazofa, asi Jesu akanga asina kuti haasi kuzofa asi akanga angoti, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka, zvinei newe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pakabva pava norunyerekupe munevehama rwokuti mudzidzi iyeyu akanga asingazofa, asi Jesu akanga asina kuti haasi kuzofa asi akanga angoti, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka, zvinei newe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Nokuda kwaizvozvo, shoko rakapararira pakati pehama kuti mudzidzi uyu haaizofa. Asi Jesu haana kureva izvozvo kuti haaizofa; akangoti, “Kana ndichida hangu kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe?”

Viz kapitola kopírovat

Johane 21:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy