Online Bible

- Reklamy -

Johane 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Shure kwaiɀoɀo Jesu wakaɀiratidza ɀe kuʋadzidzi ʋake paguŋgwa reTiberiasi; akaɀiratidza kuɗai:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake pagungwa reTibheriasi; akazviratidza kudai:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Shure kwaizvozvi Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake kuGungwa reTibheriasi. Akazviratidza sezvizvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidzazve kuvadzidzi vake, paGungwa reTibheriasi.

Viz kapitola kopírovat

Johane 21:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy