Johane 20:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 asi iɀi ɀakanyorwa, kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mŋanakomana waMŋari; ʋuye kuti, mucitenda, muʋe noʋupenyu muzita rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 asi izvi zvakanyorwa, kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari; uye kuti, muchitenda, muve noupenyu muzita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mugotenda kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye kuti kana mukatenda muve noupenyu muzita rake. Viz kapitola |