Johane 19:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino ʋakaisa Jesu ipapo, ɀawakaŋga uri musi woKugadzirira kwaʋaJuda, (nokuti bgiro bgakaŋga bguri pedyo). Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti bwiro hwakanga huri pedyo.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Nokuti rakanga riri zuva rokugadzirira ravaJudha, uye sezvo guva raiva pedyo, vakaradzika Jesu imomo. Viz kapitola |