Online Bible

- Reklamy -

Johane 19:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Panɀimbo iyo, paakaroʋerwa pamucinjikwa, pakaŋga panomunda; mumunda imomo maiʋa nobgiro bgutȿa, makaŋga musinakumboiswa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nobwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Panzvimbo iyo pakarovererwa Jesu pamuchinjikwa, paiva nebindu, uye mubindu imomo, maiva neguva idzva, rakanga risina munhu akamboradzikwamo.

Viz kapitola kopírovat

Johane 19:41

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy