Online Bible

- Reklamy -

Johane 19:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Saizvozvo masoja akaenda akatyora makumbo owokutanga neewechipiri weavo vakanga varovererwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Naiɀoɀo ʋarwi ʋakaʋuya, ʋakavuna makumbo owokutaŋga, noomumŋe wakaŋga aroʋerwa pamucinjikwa pamŋe cete naye;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Naizvozvo varwi vakauya, vakavhuna makumbo owokutanga, noomumwe akanga aroverwa pamuchinjikwa pamwechete naye;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Saizvozvo masoja akaenda akatyora makumbo owokutanga neewechipiri weavo vakanga varovererwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Saizvozvo masoja akaenda akatyora makumbo owokutanga neewechipiri weavo vakanga varovererwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Naizvozvo varwi vakauya vakavhuna makumbo omunhu wokutanga uyo akanga arovererwa pamwe chete naJesu, uye vakazovhuna omumwe wacho.

Viz kapitola kopírovat

Johane 19:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy