Online Bible

- Reklamy -

Johane 18:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ipapo ʋakaɗanidzira ʋose, ʋaciti: Munhu uyu kwete, asi Barabasi! Ɀino Barabasi wakaŋga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Vakadanidzira vachiti, “Kwete, uyu! Tipei Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo.

Viz kapitola kopírovat

Johane 18:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy