Johane 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti ndakaʋapa mashoko amakandipa, ʋakaagamucira, ʋakaziʋa ɀirokwaɀo kuti ndakabva kwamuri, ʋakatenda kuti ndakatumŋa nemi Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa, vakaagamuchira, vakaziva zvirokwazvo kuti ndakabva kwamuri, vakatenda kuti ndakatumwa nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa uye vakaagamuchira. Vakaziva zvechokwadi kuti ndakabva kwamuri, uye vakatenda kuti makandituma. Viz kapitola |