Johane 17:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ini ndiri mavari imi muri mandiri vanyatsova vamwechete, kuti pasi pazive kuti imi ndimi makandituma mukavada sokundida kwamakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ini maʋari, nemi mandiri, ʋakwaniswe kuʋa ʋamŋe; kuti nyika iziʋe kuti makandituma, ʋuye kuti makaʋaɗa, seɀamakandiɗa ini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 ini mavari, nemi mandiri, vakwaniswe kuva vamwe; kuti nyika izive kuti makandituma, uye kuti makavada sezvamakandida ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ini ndiri mavari imi muri mandiri vanyatsova vamwechete, kuti pasi pazive kuti imi ndimi makandituma mukavada sokundida kwamakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ini ndiri mavari imi muri mandiri vanyatsova vamwechete, kuti pasi pazive kuti imi ndimi makandituma mukavada sokundida kwamakaita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 imi mavari uye imi mandiri. Ngavakwaniswe muhumwe kuti nyika izive kuti makandituma uye makavada kunyange sezvamakandida ini. Viz kapitola |