Johane 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ɀino ndoʋuya kwamuri; ndinotaura iɀi panyika, kuti ʋaʋe nomufaro waŋgu, wakazadzika maʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi zvino ndouya kwamuri; ndinotaura izvi panyika, kuti vave nomufaro wangu, wakazadzika mavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Zvino ini ndiri kuuya kwamuri, asi ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri munyika, kuitira kuti vave nomufaro wangu wakazara mukati mavo. Viz kapitola |