Johane 17:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jesu wakataura iɀoɀi, akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ŋguʋa yaȿika; kudzai Mŋanakomana wenyu, kuti Mŋanakomana akukudzei imi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jesu akataura izvozvi, akatarira kudenga, akati, “Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana akukudzei imi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati ataura izvi, akatarira kudenga akanyengetera achiti: “Baba, nguva yasvika. Kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzei. Viz kapitola |