Johane 16:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pazuva iroro muchakumbira muzita rangu; handiti kwamuri ndichakukumbirirai kuna Baba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nezuʋa iro mucakumbira muzita raŋgu; handikuʋudziyi, kuti ndicakunyeŋgeterera ini kunaƂaɓa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 “Nezuva iro muchakumbira muzita rangu; handikuudzii, kuti ndichakunyengeterera ini kuna baba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pazuva iroro muchakumbira muzita rangu; handiti kwamuri ndichakukumbirirai kuna Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pazuva iroro muchakumbira muzita rangu; handiti kwamuri ndichakukumbirirai kuna Baba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Pazuva iro, muchakumbira muzita rangu. Handisi kuti ndichakumbira Baba panzvimbo yenyu. Viz kapitola |