Online Bible

- Reklamy -

Johane 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Kuȿikira ɀino hamuna‐kukumbira cinhu muzita raŋgu; kumbirai, mucapiwa, mufaro wenyu uzadzike.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Kusvikira zvino hamusati matombokumbira kana chinhu muzita rangu. Kumbirai uye muchapiwa, uye mufaro wenyu uchava wakazara.

Viz kapitola kopírovat

Johane 16:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy