Johane 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ƃaɓa ʋaŋgu ʋanokudzwa naiɀoɀi, kuti muɓereke ɀiɓereko ɀakawanda; ʋuye mucaʋa ʋadzidzi ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Baba vangu vanokudzwa naizvozvi, kuti mubereke michero yakawanda; uye muchava vadzidzi vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Baba vangu vanorumbidzwa nezvizvi zvokuti mubereke michero yakawanda muchiratidza nazvo kuti muri vadzidzi vangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Baba vangu vanokudzwa naizvozvo kuti mubereke zvibereko zvakawanda, muchizviratidza kuti muri vadzidzi vangu. Viz kapitola |