Johane 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dai ndisina kumboita pakati pavo mabasa asina kumboitwa nani nani zvake, vangadai vasina chitadzo. Asi zvino vakaaona vakabva vatovenga ini pamwechete naBaba vangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ƌai ndisina‐kuita pakati paʋo maɓasa asina‐kumboitwa nomumŋe munhu, ʋaŋgaɗai ʋasineɀiʋi; asi ɀino ʋakaʋona, nokundiʋeŋga ini naƂaɓa ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Dai ndisina kuita pakati pavo mabasa asina kumboitwa nomumwe munhu, vangadai vasina zvivi; asi zvino vakaona, nokundivenga ini nababa vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dai ndisina kumboita pakati pavo mabasa asina kumboitwa nani nani zvake, vangadai vasina chitadzo. Asi zvino vakaaona vakabva vatovenga ini pamwechete naBaba vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dai ndisina kumboita pakati pavo mabasa asina kumboitwa nani nani zvake, vangadai vasina chitadzo. Asi zvino vakaaona vakabva vatovenga ini pamwechete naBaba vangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Dai ndanga ndisina kuita pakati pavo zvisina kutongoitwa nomunhu, vangadai vasina mhosva yechivi. Asi zvino vakaona zviratidzo izvi, asi vakandivenga ini naBaba vangu. Viz kapitola |