Johane 15:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iɀi ɀose ʋacakuitirai nokuɗa kwezita raŋgu, nokuti haʋaziʋi wakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vachakubatai nenzira iyi nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi Iye akandituma. Viz kapitola |