Johane 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nzira yokwandinoenda munoiziva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Napandinoenda’po, imi munoziʋa nzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Napandinoendanapo, imi munoziva nzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nzira yokwandinoenda munoiziva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nzira yokwandinoenda munoiziva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Imi munoziva nzira yokuenda nayo kunzvimbo yandiri kuenda.” Viz kapitola |