Johane 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Cinhu cipi necipi camunokumbira muzita raŋgu, ndicaciita, kuti Ƃaɓa ʋakudzwe muMŋanakomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti baba vakudzwe muMwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chiri chose chamunokumbira muzita rangu ndichachiita kuti Baba varumbidzwe muMwanakomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye ndichaita zvose zvamunokumbira muzita rangu, kuitira kuti Mwanakomana avigire Baba kukudzwa. Viz kapitola |